Decibel -NAKAI - Lyrics

Well ndinoda ane tsika Jehovah vakasika mwana wakasvika
This is decibel alongside Stepaside tasvika right

Nhai Mwariwe, dai mandibatsirawo kutsvaga wandinoda
Nhai Mwariwe, dai mandibatsirawo ndawana wakanaka
Nhai mwariwe, dai mandibatsirawo kutsvaga wandinoda
Nhai Mwariwe, dai mandibatsirawo ndawana wakanaka

Watch me ride
Musikana mirapo t__aurirane hey musikana
Musikana musikana mirapo t__aurirane hey musikana

Ko huya tidanane kuti tive Solo na Mutsai
Chese chaunoda ndinokupa Nakai
Hande k__usha tinoona vana Amai
Kuti vamuone iye w___u Nakai
Chiso chako ndakachitarisawo kudai
Ndonzwa moyo w___u kurwadza Nakai
Mwana ane tsika muroora wamai
Ndinomutora chete ndapika kudai
Ndichakwira gomo ndokumorera uchi
Kana nemichero inotapira nje
Kana wada ini chaungashaiwe chii??
Asi rudo rwakou harutengwi nemari

Musikana mirapo t__aurirane hey musikana
Musikana musikana mirapo t__aurirane hey musikana

Nhai mwariwe, dai mandibatsirawo kutsvaga wandinoda
Nhai Mwariwe, dai mandibatsirawo ndawana wakanaka

Kana wane nzara kwedu hakuna ma pie
Tokanga maputi kana kubika mangai
Kana tane mari tichaenda kuJapan
Tonodzoka tese takatakura fashani
Tommy Hill Figer kana iko karl Kani
kana zviri zvemo todzoka tane Sunny
Saka usandinetsa sezvakaita netsai
Akazondisiya ndakaponja sema tyre
Rudo rwandinarwo mumoyo runondibaya
Ndaedza kurara asi hope ndashaya

Musikana mirapo t__aurirane hey musikana

Nhai mwariwe, dai mandibatsirawo kutsvaga wandinoda
Nhai Mwariwe, dai mandibatsirawo ndawana wakanaka
Nhai mwariwe, dai mandibatsirawo kutsvaga wandinoda
Nhai Mwariwe, dai mandibatsirawo ndawana wakanaka

Ndichiri kutsvaga Mwariwe
Iye wandikwanise kugara naye
Ndichiri kutsvaga Mwariwe
Iye wandikwanise kuchata naye
Ndichiri kutsvaga Mwariwe
Iye wandinga chembedzane naye
Ndichiri kutsvaga Mwariwe Mwariwe

Paita simoko paarea
Varume vaviri vachida Neria
Umwe wacho Dread umwe ndiEriya
Uyo Dread haana mari anodya yeziya
Motokari nhanhatu anadzo Eriya
Imwe iPajero ine keriya
Dread mukomana wemuArea
Iyo nhamo yekufunga kuna Neria [repeat]

Nhai mwariwe, dai mandibatsirawo kutsvaga wandinoda
Nhai Mwariwe, dai mandibatsirawo ndawana wakanaka [Repeat 3]

Iwe Nakai ndipe rudo rwako Nakai....

See also:

13
13.67
Netral Superego Lyrics
Apoptygma Berzerk Kathy S Song (F Corsten Remix) Lyrics